Mateu 25:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Zvino marudzi ose achaunganidzwa pamberi pake,+ uye achaparadzanisa+ vanhu mumwe achibva kune mumwe,+ sokuparadzanisa kunoita mufudzi makwai nembudzi. Johani 10:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Ndini mufudzi+ akanaka kwazvo; mufudzi akanaka kwazvo anopa mweya wake nokuda kwemakwai.+
32 Zvino marudzi ose achaunganidzwa pamberi pake,+ uye achaparadzanisa+ vanhu mumwe achibva kune mumwe,+ sokuparadzanisa kunoita mufudzi makwai nembudzi.