Zvakazarurwa 19:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Maziso ake akanga ari murazvo womoto,+ uye mumusoro make makanga muine korona zhinji.+ Aiva nezita+ rakanyorwa risina anoziva kunze kwake iye oga,
12 Maziso ake akanga ari murazvo womoto,+ uye mumusoro make makanga muine korona zhinji.+ Aiva nezita+ rakanyorwa risina anoziva kunze kwake iye oga,