Habhakuki 2:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Asi Jehovha ari mutemberi yake tsvene.+ Nyika yose ngairambe yakanyarara pamberi pake!’”+ VaHebheru 8:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 ari mushumiri womunzvimbo tsvene+ anoshandira vanhu vose uye womutende rechokwadi, rakamiswa naJehovha,+ kwete munhu.+ VaHebheru 9:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvisinei, pakauya Kristu somupristi mukuru+ wezvinhu zvakanaka zvakaitika, akapinda nomutende guru kwazvo uye rakakwana kwazvo risina kugadzirwa nemaoko, kureva kuti, risina kusikwa sezvinhu zvepasi pano,+
2 ari mushumiri womunzvimbo tsvene+ anoshandira vanhu vose uye womutende rechokwadi, rakamiswa naJehovha,+ kwete munhu.+
11 Zvisinei, pakauya Kristu somupristi mukuru+ wezvinhu zvakanaka zvakaitika, akapinda nomutende guru kwazvo uye rakakwana kwazvo risina kugadzirwa nemaoko, kureva kuti, risina kusikwa sezvinhu zvepasi pano,+