VaEfeso 5:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 kuti aise ungano kwaari iine runako rwayo,+ isina ruvara kana kuunyana kana kuti chero chimwe chezvinhu zvakadaro, asi kuti ive tsvene isina gwapa.+ Judha 24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Zvino uya anokwanisa kukurindai+ pakugumburwa uye kukuisai musina gwapa+ pamberi pokubwinya kwake nomufaro mukuru,
27 kuti aise ungano kwaari iine runako rwayo,+ isina ruvara kana kuunyana kana kuti chero chimwe chezvinhu zvakadaro, asi kuti ive tsvene isina gwapa.+
24 Zvino uya anokwanisa kukurindai+ pakugumburwa uye kukuisai musina gwapa+ pamberi pokubwinya kwake nomufaro mukuru,