Zvakazarurwa 16:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 nokuti ivo vakateura ropa revatsvene nerevaprofita,+ uye imi mavapa ropa+ kuti vanwe. Ivo vakakodzerwa nazvo.”+
6 nokuti ivo vakateura ropa revatsvene nerevaprofita,+ uye imi mavapa ropa+ kuti vanwe. Ivo vakakodzerwa nazvo.”+