Isaya 34:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Haizodzimwi usiku kana kuti masikati; utsi hwayo hucharamba huchikwira nokusingagumi.+ Richava rakaoma kwezvizvarwa nezvizvarwa;+ hakuna munhu achapfuura nomariri nokusingaperi-peri.+
10 Haizodzimwi usiku kana kuti masikati; utsi hwayo hucharamba huchikwira nokusingagumi.+ Richava rakaoma kwezvizvarwa nezvizvarwa;+ hakuna munhu achapfuura nomariri nokusingaperi-peri.+