Zvakazarurwa 22:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naizvozvo, ini Johani ndini ndakanga ndichinzwa uye ndichiona zvinhu izvi. Pandakanga ndanzwa uye ndaona, ndakawira pasi kuti ndinamate+ ndiri pamberi petsoka dzengirozi yakanga ichindiratidza zvinhu izvi.
8 Naizvozvo, ini Johani ndini ndakanga ndichinzwa uye ndichiona zvinhu izvi. Pandakanga ndanzwa uye ndaona, ndakawira pasi kuti ndinamate+ ndiri pamberi petsoka dzengirozi yakanga ichindiratidza zvinhu izvi.