Ezekieri 39:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Muchadya nyama yevane simba,+ muchanwa ropa remachinda epanyika, makondohwe, makwayana makono+ nenhongo, nzombe duku,+ mhuru dzakakora dzokuBhashani dzose zvadzo.+
18 Muchadya nyama yevane simba,+ muchanwa ropa remachinda epanyika, makondohwe, makwayana makono+ nenhongo, nzombe duku,+ mhuru dzakakora dzokuBhashani dzose zvadzo.+