Zvakazarurwa 14:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino ndakanzwa inzwi richibva kudenga richiti: “Nyora kuti: Vanofara ndivo vakafa,+ vanofa vari pamwe naShe+ kubvira panguva ino.+ Chokwadi, mudzimu unoti, ngavazorore pamabasa avo, nokuti zvinhu zvavakaita zvinobva zvaenda navo.” Zvakazarurwa 22:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Tarirai! Ndiri kukurumidza kuuya.+ Anofara munhu ari kuchengeta mashoko ouprofita hwomupumburu uyu.”+
13 Zvino ndakanzwa inzwi richibva kudenga richiti: “Nyora kuti: Vanofara ndivo vakafa,+ vanofa vari pamwe naShe+ kubvira panguva ino.+ Chokwadi, mudzimu unoti, ngavazorore pamabasa avo, nokuti zvinhu zvavakaita zvinobva zvaenda navo.”
7 Tarirai! Ndiri kukurumidza kuuya.+ Anofara munhu ari kuchengeta mashoko ouprofita hwomupumburu uyu.”+