Genesisi 4:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Adhamu akararazve nemudzimai wake, akabereka mwanakomana. Mudzimai wacho akamutumidza kuti Seti*+ nekuti aiti, “Mwari andipa mumwe mwana* anotsiva Abheri, nekuti akaurayiwa naKaini.”+
25 Adhamu akararazve nemudzimai wake, akabereka mwanakomana. Mudzimai wacho akamutumidza kuti Seti*+ nekuti aiti, “Mwari andipa mumwe mwana* anotsiva Abheri, nekuti akaurayiwa naKaini.”+