Genesisi 4:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Seti akavawo nemwanakomana, akamutumidza kuti Inoshi.+ Panguva iyoyo vanhu vakatanga kudana zita raJehovha. Ruka 3:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Jesu+ paakatanga basa rake, aiva nemakore angasvika 30,+ uye sekufungwa kwazvaiitwa, aiva mwanakomanawaJosefa,+mwanakomana waHirai, Ruka 3:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 mwanakomana waInoshi,+mwanakomana waSeti,+mwanakomana waAdhamu,+mwanakomana waMwari.
26 Seti akavawo nemwanakomana, akamutumidza kuti Inoshi.+ Panguva iyoyo vanhu vakatanga kudana zita raJehovha.
23 Jesu+ paakatanga basa rake, aiva nemakore angasvika 30,+ uye sekufungwa kwazvaiitwa, aiva mwanakomanawaJosefa,+mwanakomana waHirai, Ruka 3:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 mwanakomana waInoshi,+mwanakomana waSeti,+mwanakomana waAdhamu,+mwanakomana waMwari.