39 Farao akabva ati kuna Josefa: “Sezvo Mwari aita kuti uzive zvese izvi, hapana mumwe munhu akangwara uye akachenjera sewe. 40 Imba yangu ichava mumaoko ako, uye vanhu vangu vese vachateerera zvese zvaunotaura.+ Ndichangova mukuru kwauri pakuti ndini mambo.”