Johani 3:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Zvakare, hapana munhu akakwira kudenga+ kunze kweuya akaburuka achibva kudenga,+ iye Mwanakomana wemunhu. VaHebheru 11:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Nekutenda, Inoki+ akatamiswa kuti asaona rufu, uye haana kuzomboonekwa nekuti Mwari akanga amutamisa;+ nekuti asati atamiswa akapupurirwa kuti akanga anyatsofadza Mwari.
13 Zvakare, hapana munhu akakwira kudenga+ kunze kweuya akaburuka achibva kudenga,+ iye Mwanakomana wemunhu.
5 Nekutenda, Inoki+ akatamiswa kuti asaona rufu, uye haana kuzomboonekwa nekuti Mwari akanga amutamisa;+ nekuti asati atamiswa akapupurirwa kuti akanga anyatsofadza Mwari.