Genesisi 42:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Asi iye akati: “Mwanakomana wangu haasi kuzoenda nemi, nekuti mukoma wake akafa uye ndiye asara.+ Kana akasangana nenjodzi akafa muri parwendo, chokwadi mungaita kuti ndipinde nebvudzi rangu jena muGuva*+ ndiine shungu.”+
38 Asi iye akati: “Mwanakomana wangu haasi kuzoenda nemi, nekuti mukoma wake akafa uye ndiye asara.+ Kana akasangana nenjodzi akafa muri parwendo, chokwadi mungaita kuti ndipinde nebvudzi rangu jena muGuva*+ ndiine shungu.”+