Genesisi 7:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Nekuti kwangosara mazuva manomwe chete kuti ndinayise mvura+ panyika kwemazuva 40 neusiku 40,+ uye ndichaparadza panyika zvinhu zvese zvipenyu zvandakasika.”+ 1 Petro 3:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 iyo yakanga isingateereri, Mwari paakanga achimirira nemwoyo murefu mumazuva aNoa,+ areka ichivakwa,+ iyo yakatakura vanhu vashoma, ivo vanhu 8, vachibva vapona* mumvura.+
4 Nekuti kwangosara mazuva manomwe chete kuti ndinayise mvura+ panyika kwemazuva 40 neusiku 40,+ uye ndichaparadza panyika zvinhu zvese zvipenyu zvandakasika.”+
20 iyo yakanga isingateereri, Mwari paakanga achimirira nemwoyo murefu mumazuva aNoa,+ areka ichivakwa,+ iyo yakatakura vanhu vashoma, ivo vanhu 8, vachibva vapona* mumvura.+