Genesisi 47:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Ivhu revapristi chete ndiro raasina kutenga,+ nekuti migove yevapristi yaibva kuna Farao uye vairarama nemigove yavaipiwa naFarao. Ndokusaka vasina kutengesa ivhu ravo.
22 Ivhu revapristi chete ndiro raasina kutenga,+ nekuti migove yevapristi yaibva kuna Farao uye vairarama nemigove yavaipiwa naFarao. Ndokusaka vasina kutengesa ivhu ravo.