Genesisi 50:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 ‘Baba vangu vakaita kuti ndipike,+ vachiti: “Ona ndava kufa.+ Unofanira kundiviga munzvimbo yangu yemakuva+ yandakachera munyika yeKenani.”+ Saka ndinokumbirawo kuenda kunoviga baba vangu, ndozodzoka.’”
5 ‘Baba vangu vakaita kuti ndipike,+ vachiti: “Ona ndava kufa.+ Unofanira kundiviga munzvimbo yangu yemakuva+ yandakachera munyika yeKenani.”+ Saka ndinokumbirawo kuenda kunoviga baba vangu, ndozodzoka.’”