RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 14:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Zvino Bani reSidhimu rakanga rakazara nemakomba ebhitumini, uye madzimambo eSodhomu neGomora akaedza kutiza akawira maari, uye vaya vakasara vakatizira kumakomo.

  • Eksodho 2:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Paakanga asingachakwanisi kumuvanza,+ akatora tswanda* yenhokwe, akainama netara,* uye akaisa mwana wacho mukati, akaiisa pakati petsanga dzaiva kumahombekombe kweRwizi rwaNire.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe