-
Genesisi 1:29, 30Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
29 Mwari akabva ati: “Ndakupai zvinomera zvese zvinobereka mbeu zviri panyika yese, nemiti yese yemichero inoita mhodzi. Ngazvive zvekudya zvenyu.+ 30 Uye mhuka dzese dzemusango dzepanyika, nezvisikwa zvese zvinobhururuka zvekudenga, nezvinhu zvese zvinofamba panyika zvine upenyu mazviri, ndazvipa zvinomera zvese zvakasvibirira kuti zvive zvekudya zvazvo.”+ Uye zvakaitika saizvozvo.
-