Genesisi 6:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Uchagadzira hwindo rinopinza chiedza* muareka, kubhiti rimwe chete kubva kumusoro. Unofanira kuisa suo reareka parutivi payo+ uye woigadzira iine nhurikidzwa yepasi, yechipiri neyechitatu.
16 Uchagadzira hwindo rinopinza chiedza* muareka, kubhiti rimwe chete kubva kumusoro. Unofanira kuisa suo reareka parutivi payo+ uye woigadzira iine nhurikidzwa yepasi, yechipiri neyechitatu.