Genesisi 7:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Pamhuka dzese dzakachena, unofanira kupinda nenomwe,*+ hono nehadzi; uye pamhuka dzese dzisina kuchena, mbiri chete, hono nehadzi yayo; Revhitiko 20:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Munofanira kusiyanisa mhuka dzakachena nedzisina kuchena, shiri dzisina kuchena nedzakachena;+ musaita kuti mhuka kana shiri kana chero chinhu chinokambaira panyika chandakatsaura kwamuri kuti hachina kuchena chikuitei vanhu vanosemesa.+
2 Pamhuka dzese dzakachena, unofanira kupinda nenomwe,*+ hono nehadzi; uye pamhuka dzese dzisina kuchena, mbiri chete, hono nehadzi yayo;
25 Munofanira kusiyanisa mhuka dzakachena nedzisina kuchena, shiri dzisina kuchena nedzakachena;+ musaita kuti mhuka kana shiri kana chero chinhu chinokambaira panyika chandakatsaura kwamuri kuti hachina kuchena chikuitei vanhu vanosemesa.+