Eksodho 20:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 “Usauraya.+ Numeri 35:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 “‘Munhu wese anouraya mumwe munhu* anofanira kuurayiwa semhondi+ kana paine zvapupu;+ asi hapana munhu anofanira* kuurayiwa kana paine chapupu chimwe chete. Mateu 26:52 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 52 Jesu akabva ati kwaari: “Dzorera bakatwa rako parinogara,+ nekuti vese vanotora bakatwa vachaparara nebakatwa.+
30 “‘Munhu wese anouraya mumwe munhu* anofanira kuurayiwa semhondi+ kana paine zvapupu;+ asi hapana munhu anofanira* kuurayiwa kana paine chapupu chimwe chete.
52 Jesu akabva ati kwaari: “Dzorera bakatwa rako parinogara,+ nekuti vese vanotora bakatwa vachaparara nebakatwa.+