Genesisi 9:18, 19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Vanakomana vaNoa vakabuda muareka vaiva Shemu, Hamu, naJafeti.+ Hamu ndiye akazobereka Kenani.+ 19 Vatatu ava ndivo vaiva vanakomana vaNoa, uye vanhu vese vari panyika vakabva kwavari vakapararira nenyika.+
18 Vanakomana vaNoa vakabuda muareka vaiva Shemu, Hamu, naJafeti.+ Hamu ndiye akazobereka Kenani.+ 19 Vatatu ava ndivo vaiva vanakomana vaNoa, uye vanhu vese vari panyika vakabva kwavari vakapararira nenyika.+