-
Isaya 66:19Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
19 “Ndichaisa chiratidzo pakati pavo, uye ndichatuma vamwe vevachapukunyuka kuti vaende kumarudzi, kuTashishi,+ Puri, neRudhi,+ vaya vanopfura neuta, kuTubhari neJavhani,+ uye kuzvitsuwa zviri kure, iwo marudzi asina kunzwa nezvangu kana kuona kubwinya kwangu; uye vachazivisa kubwinya kwangu pakati pemarudzi.+
-