Genesisi 11:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Ndokusaka rakatumidzwa kuti Bhabheri,*+ nekuti Jehovha akavhiringidza mutauro wenyika yese ipapo, uye Jehovha akavaparadzira nenyika yese vachibva ipapo.
9 Ndokusaka rakatumidzwa kuti Bhabheri,*+ nekuti Jehovha akavhiringidza mutauro wenyika yese ipapo, uye Jehovha akavaparadzira nenyika yese vachibva ipapo.