Genesisi 25:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Abrahamu akafema kekupedzisira, akafa anyatsokura, akwegura uye agutsikana, akaiswa kwakaiswa vanhu vekwake.*
8 Abrahamu akafema kekupedzisira, akafa anyatsokura, akwegura uye agutsikana, akaiswa kwakaiswa vanhu vekwake.*