Joshua 14:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Iyi ndiyo nhaka yakatorwa nevaIsraeri munyika yeKenani, yavakapiwa nemupristi Eriyezari naJoshua mwanakomana waNuni nevakuru vedzimba dzemadzibaba emadzinza aIsraeri kuti ive nhaka yavo.+ Mabasa 7:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 ‘Uye ndichatonga nyika iyoyo ichavaita varanda,’+ Mwari akadaro, ‘uye pashure pacho vachabuda, vondiitira basa dzvene munzvimbo ino.’+
14 Iyi ndiyo nhaka yakatorwa nevaIsraeri munyika yeKenani, yavakapiwa nemupristi Eriyezari naJoshua mwanakomana waNuni nevakuru vedzimba dzemadzibaba emadzinza aIsraeri kuti ive nhaka yavo.+
7 ‘Uye ndichatonga nyika iyoyo ichavaita varanda,’+ Mwari akadaro, ‘uye pashure pacho vachabuda, vondiitira basa dzvene munzvimbo ino.’+