Genesisi 17:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Mwari akabva ati: “Chokwadi Sara mudzimai wako achakuberekera mwanakomana, uye umutumidze kuti Isaka.*+ Ndichaita kuti sungano yangu naye nevana* vake vachamutevera ive sungano isingagumi.+ Genesisi 22:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vawande senyeredzi dzekudenga uye sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa,+ uye mwana* wako achaita kuti gedhi revavengi vake rive rake.*+
19 Mwari akabva ati: “Chokwadi Sara mudzimai wako achakuberekera mwanakomana, uye umutumidze kuti Isaka.*+ Ndichaita kuti sungano yangu naye nevana* vake vachamutevera ive sungano isingagumi.+
17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vawande senyeredzi dzekudenga uye sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa,+ uye mwana* wako achaita kuti gedhi revavengi vake rive rake.*+