1 Samueri 15:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Sauro akabva ati kuvaKeni:+ “Endai, ibvai pakati pevaAmareki, kuti ndirege kukuparadzai pamwe chete navo.+ Nekuti makaratidza vaIsraeri mutsa nerudo+ panguva yavakabuda muIjipiti.” Saka vaKeni vakabva pakati pevaAmareki.
6 Sauro akabva ati kuvaKeni:+ “Endai, ibvai pakati pevaAmareki, kuti ndirege kukuparadzai pamwe chete navo.+ Nekuti makaratidza vaIsraeri mutsa nerudo+ panguva yavakabuda muIjipiti.” Saka vaKeni vakabva pakati pevaAmareki.