Joshua 17:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Joshua akati kwavari: “Kana muri vanhu vakawanda sezvamataura, endai kusango munozvitemera nzvimbo ikoko munyika yevaPerizi+ nevaRefaimu,+ sezvo nyika ine makomo yaEfremu+ isingakukwanirei.”
15 Joshua akati kwavari: “Kana muri vanhu vakawanda sezvamataura, endai kusango munozvitemera nzvimbo ikoko munyika yevaPerizi+ nevaRefaimu,+ sezvo nyika ine makomo yaEfremu+ isingakukwanirei.”