1 VaKorinde 15:45 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 45 Saka zvakanyorwa kuti: “Munhu wekutanga Adhamu akava munhu* mupenyu.”+ Adhamu wekupedzisira akava mweya unopa upenyu.+ 1 VaKorinde 15:47 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 47 Munhu wekutanga akabva panyika uye akaitwa neguruva;+ munhu wechipiri akabva kudenga.+
45 Saka zvakanyorwa kuti: “Munhu wekutanga Adhamu akava munhu* mupenyu.”+ Adhamu wekupedzisira akava mweya unopa upenyu.+