Genesisi 17:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Mwari akabva ati kuna Abrahamu: “Sarai*+ mudzimai wako, usamushevedza kuti Sarai, nekuti Sara* ndiro richava zita rake.
15 Mwari akabva ati kuna Abrahamu: “Sarai*+ mudzimai wako, usamushevedza kuti Sarai, nekuti Sara* ndiro richava zita rake.