Dheuteronomi 4:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 “Imi ingochenjererai uye ngwarirai, kuti murege kukanganwa zvinhu zvakaonekwa nemaziso enyu uye kuti zvirege kubva mumwoyo menyu mazuva ese eupenyu hwenyu. Munofanira kuzvizivisawo vanakomana venyu nevazukuru venyu.+
9 “Imi ingochenjererai uye ngwarirai, kuti murege kukanganwa zvinhu zvakaonekwa nemaziso enyu uye kuti zvirege kubva mumwoyo menyu mazuva ese eupenyu hwenyu. Munofanira kuzvizivisawo vanakomana venyu nevazukuru venyu.+