Genesisi 13:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Zvino varume veSodhomu vakanga vakaipa, vachitadzira Jehovha zvikuru.+ Judha 7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Saizvozvowo, maguta anoti Sodhomu neGomora nemamwe akanga akaapoteredza, akanyura muupombwe* hwakanyanya, achitevera zvido zvenyama zvinopesana nezvakasikirwa vanhu.+ Kurangwa kwakaitwa maguta iwayo nemoto usingaperi kunoshanda seyambiro kwatiri.+
7 Saizvozvowo, maguta anoti Sodhomu neGomora nemamwe akanga akaapoteredza, akanyura muupombwe* hwakanyanya, achitevera zvido zvenyama zvinopesana nezvakasikirwa vanhu.+ Kurangwa kwakaitwa maguta iwayo nemoto usingaperi kunoshanda seyambiro kwatiri.+