Numeri 16:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Vakabva vapfugama, vakaisa misoro yavo pasi, vakati: “Nhai Mwari, Mwari anopa vanhu vese upenyu,*+ kutadza kwemunhu mumwe chete kungabva kwaita kuti mutsamwire ungano yese here?”+
22 Vakabva vapfugama, vakaisa misoro yavo pasi, vakati: “Nhai Mwari, Mwari anopa vanhu vese upenyu,*+ kutadza kwemunhu mumwe chete kungabva kwaita kuti mutsamwire ungano yese here?”+