-
Jobho 42:8Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
8 Saka torai mikono yemombe minomwe nemakondohwe manomwe, muende kumushumiri wangu Jobho, mupe chibayiro chinopiswa chechivi chenyu.+ Uye mushumiri wangu Jobho achakunyengetererai. Chokwadi ndichagamuchira chikumbiro chake* kuti ndirege kukuitirai zvinoenderana neupenzi hwenyu, nekuti hamuna kutaura chokwadi nezvangu sezvakaita mushumiri wangu Jobho.”
-