2 Makoronike 3:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Soromoni akabva atanga kuvaka imba yaJehovha+ muJerusarema muGomo reMoriya,+ umo Jehovha akanga azviratidza kuna baba vake Dhavhidhi,+ panzvimbo yakanga yagadzirwa naDhavhidhi paburiro raOrinani+ muJebhusi.
3 Soromoni akabva atanga kuvaka imba yaJehovha+ muJerusarema muGomo reMoriya,+ umo Jehovha akanga azviratidza kuna baba vake Dhavhidhi,+ panzvimbo yakanga yagadzirwa naDhavhidhi paburiro raOrinani+ muJebhusi.