Mika 7:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Muchava akatendeka kuna Jakobho,Mucharatidza rudo rusingachinji kuna Abrahamu,Sekupika kwamakaita kumadzitateguru edu kubvira kare.+ Ruka 1:72, 73 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 72 kuti aratidze ngoni achifunga nezvemadzitateguru edu uye kuti ayeuke sungano yake tsvene,+ 73 mhiko yaakapikira Abrahamu tateguru vedu,+ VaHebheru 6:13, 14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Nekuti Mwari paakavimbisa Abrahamu, sezvo pasina mumwe munhu mukuru kwaari waaigona kupika naye, akapika naiye pachake,+ 14 achiti: “Chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti uwande.”+
20 Muchava akatendeka kuna Jakobho,Mucharatidza rudo rusingachinji kuna Abrahamu,Sekupika kwamakaita kumadzitateguru edu kubvira kare.+
72 kuti aratidze ngoni achifunga nezvemadzitateguru edu uye kuti ayeuke sungano yake tsvene,+ 73 mhiko yaakapikira Abrahamu tateguru vedu,+
13 Nekuti Mwari paakavimbisa Abrahamu, sezvo pasina mumwe munhu mukuru kwaari waaigona kupika naye, akapika naiye pachake,+ 14 achiti: “Chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti uwande.”+