Genesisi 48:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Akabva akomborera Josefa achiti:+ “Mwari wechokwadi uyo madzibaba angu Abrahamu naIsaka vakafamba pamberi pake,+Mwari wechokwadi uyo aindifudza kweupenyu hwangu hwese kusvikira nhasi,+
15 Akabva akomborera Josefa achiti:+ “Mwari wechokwadi uyo madzibaba angu Abrahamu naIsaka vakafamba pamberi pake,+Mwari wechokwadi uyo aindifudza kweupenyu hwangu hwese kusvikira nhasi,+