Genesisi 16:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ndokusaka tsime racho rakatumidzwa kuti Bheeri-rahai-roi.* (Riri pakati peKadheshi neBheredhi.) Genesisi 25:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Abrahamu afa, Mwari akaramba achikomborera Isaka+ mwanakomana wake, uye Isaka akanga achigara pedyo neBheeri-rahai-roi.+
11 Abrahamu afa, Mwari akaramba achikomborera Isaka+ mwanakomana wake, uye Isaka akanga achigara pedyo neBheeri-rahai-roi.+