-
Genesisi 16:11, 12Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 Ngirozi yaJehovha yakatizve: “Iye zvino une pamuviri, uchabereka mwanakomana, uye unofanira kumutumidza kuti Ishmaeri,* nekuti Jehovha anzwa kutambudzika kwako. 12 Iye achava sedhongi remusango.* Acharwisana nevanhu vese, uye vanhu vese vacharwisana naye, uye achagara ari kudivi rake ega, hama dzake dzese dziri kune rimwe divi.”*
-