Genesisi 36:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Aya ndiwo madzimambo akatonga munyika yeEdhomu+ vaIsraeri* vasati vava kutongwa nemadzimambo.+ Numeri 20:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Mozisi akabva atuma nhume kubva kuKadheshi kuti dziende kuna mambo weEdhomu+ kunoti: “Zvanzi nemunin’ina wenyu Israeri,+ ‘Imi munonyatsoziva matambudziko ese atakasangana nawo.
14 Mozisi akabva atuma nhume kubva kuKadheshi kuti dziende kuna mambo weEdhomu+ kunoti: “Zvanzi nemunin’ina wenyu Israeri,+ ‘Imi munonyatsoziva matambudziko ese atakasangana nawo.