Dheuteronomi 34:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Jehovha akabva ati kwaari: “Iyi ndiyo nyika yandakapikira Abrahamu, Isaka, naJakobho, kuti, ‘Ndichaipa vana* vako.’+ Ndaita kuti uione nemaziso ako, asi hausi kuzoyambuka ikoko.”+
4 Jehovha akabva ati kwaari: “Iyi ndiyo nyika yandakapikira Abrahamu, Isaka, naJakobho, kuti, ‘Ndichaipa vana* vako.’+ Ndaita kuti uione nemaziso ako, asi hausi kuzoyambuka ikoko.”+