Vatongi 20:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 VaIsraeri vese vakabva vabuda kubvira kuDhani+ kusvikira kuBheeri-shebha uye kubva kunyika yeGiriyedhi,+ uye ungano yese yakaungana pamwe chete yakabatana* pamberi paJehovha kuMizpa.+
20 VaIsraeri vese vakabva vabuda kubvira kuDhani+ kusvikira kuBheeri-shebha uye kubva kunyika yeGiriyedhi,+ uye ungano yese yakaungana pamwe chete yakabatana* pamberi paJehovha kuMizpa.+