2 VaKorinde 11:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Asi ndinotya kuti sekunyengedzwa kwakaitwa Evha nenyoka nemanomano ayo,+ pfungwa dzenyu dzingangoshatiswa dzikabva pakutevera Kristu nemwoyo wese, makachena.+ 1 Timoti 2:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Uyewo Adhamu haana kunyengerwa, asi mukadzi ndiye akanyengerwa kwazvo,+ akava mutadzi.
3 Asi ndinotya kuti sekunyengedzwa kwakaitwa Evha nenyoka nemanomano ayo,+ pfungwa dzenyu dzingangoshatiswa dzikabva pakutevera Kristu nemwoyo wese, makachena.+