Genesisi 27:11, 12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Jakobho akati kuna Ribheka amai vake: “Isau mukoma wangu murume ane mvere,+ asi ini handina. 12 Ko kana baba vakandibata muviri wangu?+ Ndichabva ndaonekwa sendiri kuvaita benzi, zvekuti vachabva vandituka pane kundikomborera.”
11 Jakobho akati kuna Ribheka amai vake: “Isau mukoma wangu murume ane mvere,+ asi ini handina. 12 Ko kana baba vakandibata muviri wangu?+ Ndichabva ndaonekwa sendiri kuvaita benzi, zvekuti vachabva vandituka pane kundikomborera.”