Genesisi 30:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Rabhani akabva ati kwaari: “Kana wandinzwira nyasha ndapota hangu gara, nekuti ndiri kuona nezviratidzo kuti* Jehovha ari kundikomborera pamusana pako.”
27 Rabhani akabva ati kwaari: “Kana wandinzwira nyasha ndapota hangu gara, nekuti ndiri kuona nezviratidzo kuti* Jehovha ari kundikomborera pamusana pako.”