-
Genesisi 30:32Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
32 Ndichapfuura nepakati pezvipfuwo zvenyu zvese nhasi. Tsaurai makwai ese ane tumavara tudiki uye ane makamba-makamba, nemakwai ese matsvuku akasvibirira ari pakati pemakondohwe madiki. Uye pakati pembudzi, tsauraiwo hadzi dzese dzine makamba-makamba netumavara tudiki. Kubva iye zvino, izvi ndizvo zvichava mubhadharo wangu.+
-