Genesisi 16:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Ngirozi yaJehovha yakazomuwana musango ari pachitubu chemvura, chitubu chaiva panzira inoenda kuShuri.+ Genesisi 16:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Akabva adana zita raJehovha, uyo akanga achitaura naye. Akati: “Muri Mwari anoona,”+ nekuti akati: “Chokwadi ndini here ndakwanisa kutarisa uyo anondiona?” Vatongi 6:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Gidhiyoni akabva aziva kuti yaiva ngirozi yaJehovha.+ Gidhiyoni akabva ati: “Ndine nhamo, Changamire Ishe Jehovha, nekuti ndaona ngirozi yaJehovha chiso nechiso!”+ Johani 1:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Hapana munhu akambobvira aona Mwari;+ mwari akaberekwa ari mumwe oga+ ari parutivi paBaba*+ ndiye akamutsanangura.+
7 Ngirozi yaJehovha yakazomuwana musango ari pachitubu chemvura, chitubu chaiva panzira inoenda kuShuri.+
13 Akabva adana zita raJehovha, uyo akanga achitaura naye. Akati: “Muri Mwari anoona,”+ nekuti akati: “Chokwadi ndini here ndakwanisa kutarisa uyo anondiona?”
22 Gidhiyoni akabva aziva kuti yaiva ngirozi yaJehovha.+ Gidhiyoni akabva ati: “Ndine nhamo, Changamire Ishe Jehovha, nekuti ndaona ngirozi yaJehovha chiso nechiso!”+
18 Hapana munhu akambobvira aona Mwari;+ mwari akaberekwa ari mumwe oga+ ari parutivi paBaba*+ ndiye akamutsanangura.+