Genesisi 26:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Isau paakanga ava nemakore 40, akatora Judhiti mwanasikana waBheeri muHiti kuti ave mudzimai wake, akatorawo Bhasemati mwanasikana waEroni muHiti.+
34 Isau paakanga ava nemakore 40, akatora Judhiti mwanasikana waBheeri muHiti kuti ave mudzimai wake, akatorawo Bhasemati mwanasikana waEroni muHiti.+